Written and Perfomed by Blessing Jeduthun
Produced and arranged by: Haniel Muze
Mixed and Mastered by Sobusa Jsob
Backings: Joyful Praise Choir
Featured lead: Bishop Gamaliel B Madindi
Recorded at Limitless Studios, Iconic Studios, EM Studios

Lyrics
Paya Patinoti Mwari Makanaka
Paya Patinoti Mwari Munogona
Tinenge Tana Isu Kubata Kwenyu Mwari
Haiwa Hakuna anoenzaniswa nemi

Paya Patinoti Mwari Munorapa
Paya Patinoti Mwari Munochengeta
Tinenge taona Isu Nyasha dzenyu Mwari
Haiwa hakuna anoenzaniswa nemi

Mwari weminana
Mashura nezviratidzo
Munoshamisa
Munoshamisa